Unofunga kuti shanduko yemararamiro yakonzereswa ne CoVID-19 icharamba iripo muna 2021? Tumirai ma video kana mifananidzo muchititsanangurira mafungiro enyu,mimhanzi yeGAFA yamuri kuterera nguva dzino dzema lockdown uye nziyo dzamasuwa kundiona ndichiimba pastage
UNDP Zimbabwe
Corrōpt
#thinkforward #beyondthenow #reimaginingsociety #covid19 #newbehaviors #creativeart
#undpzimbabwe #sdgs